VaRoma 8:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Ndiani achatiparadzanisa norudo rwaKristu?+ Kutambura kana nhamo kana kutambudzwa kana nzara kana kushaya zvokupfeka kana ngozi kana bakatwa+ here? 2 VaKorinde 4:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Naizvozvo hatineti, asi kunyange munhu watiri nechokunze ari kupera, chokwadi munhu watiri nechomukati+ ari kuitwa mutsva zuva nezuva.
35 Ndiani achatiparadzanisa norudo rwaKristu?+ Kutambura kana nhamo kana kutambudzwa kana nzara kana kushaya zvokupfeka kana ngozi kana bakatwa+ here?
16 Naizvozvo hatineti, asi kunyange munhu watiri nechokunze ari kupera, chokwadi munhu watiri nechomukati+ ari kuitwa mutsva zuva nezuva.