Mabasa 4:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Zvakare, vanhu vazhinji pane vaya vakanga vatenda vakanga vaine mwoyo nomweya mumwe,+ hapana kunyange nomumwe aiti zvinhu zvaaiva nazvo ndezvake oga; asi kuti zvose zvavaiva nazvo zvaiva zvavo vose.+
32 Zvakare, vanhu vazhinji pane vaya vakanga vatenda vakanga vaine mwoyo nomweya mumwe,+ hapana kunyange nomumwe aiti zvinhu zvaaiva nazvo ndezvake oga; asi kuti zvose zvavaiva nazvo zvaiva zvavo vose.+