Dheuteronomi 25:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 “Kana vanhu vakaitirana nharo,+ vakauya kuzotongwa,+ ivo ngavavatongewo vataure kuti munhu akarurama, akarurama uye vataure kuti munhu akaipa, akaipa.+ Johani 7:51 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 51 “Ko mutemo wedu unotonga munhu kana usina kutanga wamunzwa+ uye wasvika pakuziva chaari kuita here?”
25 “Kana vanhu vakaitirana nharo,+ vakauya kuzotongwa,+ ivo ngavavatongewo vataure kuti munhu akarurama, akarurama uye vataure kuti munhu akaipa, akaipa.+
51 “Ko mutemo wedu unotonga munhu kana usina kutanga wamunzwa+ uye wasvika pakuziva chaari kuita here?”