Numeri 23:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Mwari haasi munhu zvokuti angareva nhema,+Uyewo haasi mwanakomana womunhu zvokuti angazvidemba.+Iye ndiye akazvitaura, angarega kuzviita here,Uye iye akataura, haangazviiti here?+ VaRoma 4:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 uye achiva nechokwadi kwazvo kuti zvaakanga apikira aikwanisawo kuzviita.+ Tito 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 kuri patariro youpenyu husingaperi+ iyo Mwari, asingamborevi nhema,+ akapikira kare kare,+
19 Mwari haasi munhu zvokuti angareva nhema,+Uyewo haasi mwanakomana womunhu zvokuti angazvidemba.+Iye ndiye akazvitaura, angarega kuzviita here,Uye iye akataura, haangazviiti here?+