RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ruka 3:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 uye vanhu vose vachaona kuponesa kunoita Mwari.’”+

  • Mabasa 13:46
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 46 Naizvozvo, vachitaura noushingi, Pauro naBhanabhasi vakati: “Zvakanga zvakakodzera kuti shoko raMwari ritange kutaurwa kwamuri.+ Zvamuri kurisundira kure+ uye muchizviti hamuna kukodzerwa noupenyu husingaperi, tarirai! tava kutendeukira kune mamwe marudzi.+

  • Mabasa 22:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Asi iye akanditi, ‘Chienda, nokuti ndichakutumira kumamwe marudzi ari kure.’”+

  • VaRoma 11:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Naizvozvo ndinobvunza kuti, Vakagumburwa zvokuti vakawa+ zvachose here? Izvozvo ngazvirege kumboitika! Asi vanhu vemamwe marudzi+ vanowana ruponeso nokuda kwokudarika+ kwavo, kuti vaite kuti vave negodo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe