Ruka 3:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 mumazuva omupristi mukuru Anasi neaKayafasi,+ shoko raMwari rakasvika kuna Johani+ mwanakomana waZekariya ari murenje.+ Johani 18:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 uye pakutanga vakaenda naye kuna Anasi; nokuti akanga ari tezvara waKayafasi, uyo akanga ari mupristi mukuru gore iroro.+
2 mumazuva omupristi mukuru Anasi neaKayafasi,+ shoko raMwari rakasvika kuna Johani+ mwanakomana waZekariya ari murenje.+
13 uye pakutanga vakaenda naye kuna Anasi; nokuti akanga ari tezvara waKayafasi, uyo akanga ari mupristi mukuru gore iroro.+