Mateu 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino Jesu akabva kuGarireya+ akaenda kuJodhani kuna Johani, kuti anobhabhatidzwa+ naye. Mabasa 10:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Munoziva nyaya yakataurwa pamusoro payo muJudhiya mose, kutangira kuGarireya pashure porubhabhatidzo rwakaparidzwa naJohani,+
37 Munoziva nyaya yakataurwa pamusoro payo muJudhiya mose, kutangira kuGarireya pashure porubhabhatidzo rwakaparidzwa naJohani,+