Mabasa 4:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Pavakanga vateterera, nzvimbo yavakanga vakaungana mairi yakazununguka;+ uye vose zvavo vakazadzwa nomudzimu mutsvene+ uye vakanga vachitaura shoko raMwari noushingi.+ Mabasa 8:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 uye ivava vakaburukira kwavari, vakavanyengeterera kuti vawane mudzimu mutsvene.+
31 Pavakanga vateterera, nzvimbo yavakanga vakaungana mairi yakazununguka;+ uye vose zvavo vakazadzwa nomudzimu mutsvene+ uye vakanga vachitaura shoko raMwari noushingi.+