Mateu 20:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Iye akati kwavari: “Chokwadi muchanwira henyu mukapu yangu,+ asi izvi zvokugara pasi kuruoko rwangu rworudyi nokuruboshwe rwangu handisi ini ndinopa izvozvo, asi ndezvevaya vakazvigadzirirwa naBaba vangu.”+ Ruka 11:49 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 49 Nokuda kweizvi uchenjeri+ hwaMwari hwakatiwo, ‘Ndichavatumira vaprofita nevaapostora, uye vachauraya nokutambudza vamwe vavo,
23 Iye akati kwavari: “Chokwadi muchanwira henyu mukapu yangu,+ asi izvi zvokugara pasi kuruoko rwangu rworudyi nokuruboshwe rwangu handisi ini ndinopa izvozvo, asi ndezvevaya vakazvigadzirirwa naBaba vangu.”+
49 Nokuda kweizvi uchenjeri+ hwaMwari hwakatiwo, ‘Ndichavatumira vaprofita nevaapostora, uye vachauraya nokutambudza vamwe vavo,