1 Samueri 13:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino umambo hwako hahuzogari.+ Jehovha achazvitsvakira munhu anodiwa nomwoyo wake;+ uye Jehovha achamurayira kuti ave mutungamiriri+ wevanhu vake, nokuti iwe hauna kuchengeta zvawakarayirwa naJehovha.”+
14 Zvino umambo hwako hahuzogari.+ Jehovha achazvitsvakira munhu anodiwa nomwoyo wake;+ uye Jehovha achamurayira kuti ave mutungamiriri+ wevanhu vake, nokuti iwe hauna kuchengeta zvawakarayirwa naJehovha.”+