Johani 16:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvisinei, panosvika iyeye, iwo mudzimu wechokwadi,+ achakutungamirirai muchokwadi chose, nokuti haazotauri zvake pachake, asi iye achataura zvinhu zvaanonzwa, uye achakuzivisai zvinhu zvinouya.+ Mabasa 5:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Isu tiri zvapupu zvezvinhu izvi,+ pamwe chetewo nomudzimu mutsvene,+ uyo Mwari akapa vaya vanomuteerera somutongi.”
13 Zvisinei, panosvika iyeye, iwo mudzimu wechokwadi,+ achakutungamirirai muchokwadi chose, nokuti haazotauri zvake pachake, asi iye achataura zvinhu zvaanonzwa, uye achakuzivisai zvinhu zvinouya.+
32 Isu tiri zvapupu zvezvinhu izvi,+ pamwe chetewo nomudzimu mutsvene,+ uyo Mwari akapa vaya vanomuteerera somutongi.”