Dheuteronomi 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Musakakavadzana navo, nokuti handizokupii nyika yavo kunyange nzvimbo yakaita sokufara kwakaita pasi petsoka; nokuti ndakapa Isau Gomo reSeiri kuti rive rake.+ Dheuteronomi 2:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 musvike pedyo nepakatarisana nevanakomana vaAmoni. Musavanetsa kana kukakavadzana navo, nokuti handizokupii chero nyika ipi zvayo yevanakomana vaAmoni kuti ive yenyu, nokuti ndakaipa vanakomana vaRoti kuti ive yavo.+ Dheuteronomi 32:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Wokumusorosoro paakapa marudzi nhaka,+Paakaparadzanisa vanakomana vaAdhamu,+Akaisa muganhu wemarudzi+Nokuda kwokuwanda kwevanakomana vaIsraeri.+ Isaya 34:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Iye ndiye akazvikandira mujenya, ruoko rwake rwakazvikamurira nzvimbo netambo yokuyeresa.+ Zvichaita kuti ive yazvo nokusingagumi; zvichagara mairi kwezvizvarwa nezvizvarwa.
5 Musakakavadzana navo, nokuti handizokupii nyika yavo kunyange nzvimbo yakaita sokufara kwakaita pasi petsoka; nokuti ndakapa Isau Gomo reSeiri kuti rive rake.+
19 musvike pedyo nepakatarisana nevanakomana vaAmoni. Musavanetsa kana kukakavadzana navo, nokuti handizokupii chero nyika ipi zvayo yevanakomana vaAmoni kuti ive yenyu, nokuti ndakaipa vanakomana vaRoti kuti ive yavo.+
8 Wokumusorosoro paakapa marudzi nhaka,+Paakaparadzanisa vanakomana vaAdhamu,+Akaisa muganhu wemarudzi+Nokuda kwokuwanda kwevanakomana vaIsraeri.+
17 Iye ndiye akazvikandira mujenya, ruoko rwake rwakazvikamurira nzvimbo netambo yokuyeresa.+ Zvichaita kuti ive yazvo nokusingagumi; zvichagara mairi kwezvizvarwa nezvizvarwa.