VaRoma 15:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Zvakare, ndinoziva kuti pandinouya kwamuri ndichauya nechikomborero chizere chinobva kuna Kristu.+
29 Zvakare, ndinoziva kuti pandinouya kwamuri ndichauya nechikomborero chizere chinobva kuna Kristu.+