VaFiripi 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino, kana pakati penyu paine kukurudzira chero kupi zvako muna Kristu,+ kana paine kunyaradza kworudo, kana paine kugoverana kwomudzimu,+ kana paine rudo rukuru+ netsitsi, 1 VaTesaronika 5:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Naizvozvo rambai muchinyaradzana nokuvakana,+ sezvamuri kutoita chaizvo.+ VaHebheru 10:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 tisingaregi kuungana kwedu,+ setsika ine vamwe, asi tikurudzirane,+ kunyanya zvamunoona zuva richiswedera pedyo.+
2 Zvino, kana pakati penyu paine kukurudzira chero kupi zvako muna Kristu,+ kana paine kunyaradza kworudo, kana paine kugoverana kwomudzimu,+ kana paine rudo rukuru+ netsitsi,
25 tisingaregi kuungana kwedu,+ setsika ine vamwe, asi tikurudzirane,+ kunyanya zvamunoona zuva richiswedera pedyo.+