1 VaKorinde 2:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvisinei, chokwadi munhu womudzimu+ anoongorora zvinhu zvose, asi iye haaongororwi+ nomunhu chero upi zvake. VaGaratiya 5:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Asi chibereko+ chomudzimu rudo, mufaro, rugare, mwoyo murefu, mutsa, runako,+ kutenda,
15 Zvisinei, chokwadi munhu womudzimu+ anoongorora zvinhu zvose, asi iye haaongororwi+ nomunhu chero upi zvake.