Jeremiya 10:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Iye ndiye Muiti wenyika nesimba rake,+ Iye ari kusimbisa kwazvo nyika inobereka nouchenjeri hwake,+ Iye akatatamura matenga nokunzwisisa kwake.+ 2 Petro 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 nokuti simba raMwari rakatipa zvinhu zvose zvine chokuita noupenyu+ nokuzvipira kuna Mwari pachena,+ pachishandiswa zivo yakarurama pamusoro paiye akatidana,+ pachishandiswa kubwinya+ nokunaka.
12 Iye ndiye Muiti wenyika nesimba rake,+ Iye ari kusimbisa kwazvo nyika inobereka nouchenjeri hwake,+ Iye akatatamura matenga nokunzwisisa kwake.+
3 nokuti simba raMwari rakatipa zvinhu zvose zvine chokuita noupenyu+ nokuzvipira kuna Mwari pachena,+ pachishandiswa zivo yakarurama pamusoro paiye akatidana,+ pachishandiswa kubwinya+ nokunaka.