VaFiripi 1:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvino hama, ndinoda kuti muzive kuti zvakaitika kwandiri zvakaita kuti mashoko akanaka afambire mberi+ panzvimbo pokuti adzokere shure, 2 Timoti 4:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi iwe, svinurira+ zvinhu zvose, tambura nezvinhu zvakaipa,+ ita basa romuevhangeri,+ ita ushumiri hwako zvizere.+
12 Zvino hama, ndinoda kuti muzive kuti zvakaitika kwandiri zvakaita kuti mashoko akanaka afambire mberi+ panzvimbo pokuti adzokere shure,
5 Asi iwe, svinurira+ zvinhu zvose, tambura nezvinhu zvakaipa,+ ita basa romuevhangeri,+ ita ushumiri hwako zvizere.+