1 VaKorinde 9:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Kune vasina simba ndakava munhu asina simba, kuti ndiwane vasina simba.+ Ndakava zvinhu zvose kuvanhu vemarudzi ose,+ kuti ndiponese vamwe nenzira dzose. 1 Timoti 4:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Ramba uchizvichenjerera+ iwe nokudzidzisa kwako.+ Rambira pazvinhu izvi, nokuti kana ukaita izvi uchazviponesa iwe nevaya vanokuteerera.+
22 Kune vasina simba ndakava munhu asina simba, kuti ndiwane vasina simba.+ Ndakava zvinhu zvose kuvanhu vemarudzi ose,+ kuti ndiponese vamwe nenzira dzose.
16 Ramba uchizvichenjerera+ iwe nokudzidzisa kwako.+ Rambira pazvinhu izvi, nokuti kana ukaita izvi uchazviponesa iwe nevaya vanokuteerera.+