VaGaratiya 3:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Hapana muJudha kana muGiriki,+ hapana muranda kana munhu akasununguka,+ hapana munhurume kana munhukadzi;+ nokuti imi mose muri munhu mumwe chete pamwe naKristu Jesu.+
28 Hapana muJudha kana muGiriki,+ hapana muranda kana munhu akasununguka,+ hapana munhurume kana munhukadzi;+ nokuti imi mose muri munhu mumwe chete pamwe naKristu Jesu.+