VaRoma 6:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvisinei, zvino, nokuti makasunungurwa pachivi mukava varanda vaMwari,+ muri kuwana chibereko+ chebasa renyu munzira youtsvene, uye mugumo wacho upenyu husingaperi.+
22 Zvisinei, zvino, nokuti makasunungurwa pachivi mukava varanda vaMwari,+ muri kuwana chibereko+ chebasa renyu munzira youtsvene, uye mugumo wacho upenyu husingaperi.+