RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 14:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Asi iwe unotongerei hama yako?+ Kana kuti unozvidzireiwo hama yako? Nokuti tose tichamira pamberi pechigaro chokutonga+ chaMwari;

  • Jakobho 4:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Hama, regai kureverana zvakaipa.+ Iye anorevera hama yake zvakaipa kana anotonga+ hama yake anorevera mutemo zvakaipa uye anotonga mutemo. Zvino kana uchitonga mutemo, hauiti zvinodiwa nomutemo, asi uri mutongi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe