Eksodho 13:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Unofanira kudya makeke asina kuviriswa kwemazuva manomwe;+ haufaniri kuonekwa uine chinhu chine mbiriso,+ uye haufaniri kuonekwa uine mukanyiwa une mbiriso munzvimbo yako yose.+
7 Unofanira kudya makeke asina kuviriswa kwemazuva manomwe;+ haufaniri kuonekwa uine chinhu chine mbiriso,+ uye haufaniri kuonekwa uine mukanyiwa une mbiriso munzvimbo yako yose.+