RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaEfeso 5:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Nokuti munoziva izvi, uye munonyatsozviziva, kuti hapana chifeve+ kana munhu asina kuchena kana munhu anokara+—zvinoreva kuva munhu anonamata zvidhori—ane nhaka chero ipi zvayo muumambo hwaKristu nohwaMwari.+

  • Zvakazarurwa 22:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Kunze ndiko kune imbwa+ nevaya vane tsika yokuita zvemidzimu+ nezvifeve+ nemhondi nevanonamata zvidhori nomunhu wose anoda nhema uye anoramba achireva nhema.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe