Mabasa 18:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Zvino mumwe muJudha ainzi Aporo,+ wokuArekizandriya, aiva nyanzvi pakutaura, akasvika muEfeso; uye ainyatsoziva Magwaro.+ 1 VaKorinde 3:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokuti mumwe paanoti: “Ini ndiri waPauro,” asi mumwe achiti: “Ini waAporo,”+ hamusi vanhuwo zvavo here? 1 VaKorinde 3:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Nokudaro ngaparege kuva naani naani anozvirumbidza nevanhu; nokuti zvinhu zvose ndezvenyu,+
24 Zvino mumwe muJudha ainzi Aporo,+ wokuArekizandriya, aiva nyanzvi pakutaura, akasvika muEfeso; uye ainyatsoziva Magwaro.+
4 Nokuti mumwe paanoti: “Ini ndiri waPauro,” asi mumwe achiti: “Ini waAporo,”+ hamusi vanhuwo zvavo here?