Dheuteronomi 32:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Akamupa ruomba rwemombe nomukaka wemakwai+Pamwe chete nemafuta emakondohwe,Nemakwai makono, rudzi rwokuBhashani, nenhongo+Pamwe chete nemafuta eitsvo egorosi;+Uye iwe wakaramba uchinwa ropa remazambiringa sewaini.+ 1 Petro 5:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Fudzai+ boka raMwari+ ramunotarisira, musingaiti nokugombedzerwa, asi nokuzvidira;+ musingaitiri kuda pfuma inowanikwa nenzira dzokusatendeseka,+ asi nomwoyo wose;
14 Akamupa ruomba rwemombe nomukaka wemakwai+Pamwe chete nemafuta emakondohwe,Nemakwai makono, rudzi rwokuBhashani, nenhongo+Pamwe chete nemafuta eitsvo egorosi;+Uye iwe wakaramba uchinwa ropa remazambiringa sewaini.+
2 Fudzai+ boka raMwari+ ramunotarisira, musingaiti nokugombedzerwa, asi nokuzvidira;+ musingaitiri kuda pfuma inowanikwa nenzira dzokusatendeseka,+ asi nomwoyo wose;