VaRoma 15:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokuti zvinhu zvose zvakanyorwa kare zvakanyorerwa+ kuti tirayiridzwe,+ kuti nokutsungirira+ kwedu uye nokunyaradza+ kunobva muMagwaro, tive netariro.+ 1 VaKorinde 10:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino zvinhu izvi zvakavawira semienzaniso, uye zvakanyorwa kuti tinyeverwe+ isu tasvikirwa nokuguma kwemamiriro ezvinhu epanguva ino.+
4 Nokuti zvinhu zvose zvakanyorwa kare zvakanyorerwa+ kuti tirayiridzwe,+ kuti nokutsungirira+ kwedu uye nokunyaradza+ kunobva muMagwaro, tive netariro.+
11 Zvino zvinhu izvi zvakavawira semienzaniso, uye zvakanyorwa kuti tinyeverwe+ isu tasvikirwa nokuguma kwemamiriro ezvinhu epanguva ino.+