Mateu 10:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 kana homwe yezvokudya zvorwendo, kana nguo mbiri dzomukati, kana hwashu kana mudonzvo; nokuti mushandi akakodzera kuwana zvokudya zvake.+ Ruka 10:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Naizvozvo garai muimba iyoyo,+ muchidya nokunwa zvinhu zvavanokupai,+ nokuti mushandi akakodzera kuwana mubayiro wake.+ Musatama-tama muchibva pane imwe imba muchienda pane imwe imba.+
10 kana homwe yezvokudya zvorwendo, kana nguo mbiri dzomukati, kana hwashu kana mudonzvo; nokuti mushandi akakodzera kuwana zvokudya zvake.+
7 Naizvozvo garai muimba iyoyo,+ muchidya nokunwa zvinhu zvavanokupai,+ nokuti mushandi akakodzera kuwana mubayiro wake.+ Musatama-tama muchibva pane imwe imba muchienda pane imwe imba.+