VaGaratiya 2:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Asi, ivo pavakaona kuti ndakanga ndaronzeswa+ mashoko akanaka nokuda kwevaya vasina kudzingiswa,+ sezvakanga zvaitwa Petro nokuda kwevakadzingiswa+— VaEfeso 3:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 chokwadi, makanzwa nezvoutariri+ hwomutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari hwandakapiwa nokuda kwenyu, VaKorose 1:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Ndakava mushumiri+ weungano iyi maererano noutariri+ hunobva kuna Mwari hwandakapiwa nokuda kwenyu kuti ndiparidze shoko raMwari zvizere,
7 Asi, ivo pavakaona kuti ndakanga ndaronzeswa+ mashoko akanaka nokuda kwevaya vasina kudzingiswa,+ sezvakanga zvaitwa Petro nokuda kwevakadzingiswa+—
2 chokwadi, makanzwa nezvoutariri+ hwomutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari hwandakapiwa nokuda kwenyu,
25 Ndakava mushumiri+ weungano iyi maererano noutariri+ hunobva kuna Mwari hwandakapiwa nokuda kwenyu kuti ndiparidze shoko raMwari zvizere,