VaGaratiya 5:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Chokwadi, hama, makadanirwa rusununguko;+ asi musashandisa rusununguko urwu sechinhu chokuzvipembedza nacho chenyama inotadza,+ asi shandiranai norudo.+
13 Chokwadi, hama, makadanirwa rusununguko;+ asi musashandisa rusununguko urwu sechinhu chokuzvipembedza nacho chenyama inotadza,+ asi shandiranai norudo.+