24 Enda nevarume ava,+ uzvichenese sezvinodiwa netsika uinavo, uripe,+ kuti misoro yavo iveurwe.+ Naizvozvo vanhu vose vachaziva kuti hapana chiripo pamusoro porunyerekupe rwavakaudzwa nezvako, asi kuti uri kufamba zvakanaka, iwe uchichengetawo Mutemo.+