2 Timoti 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvakare, kana munhu achikwikwidza kunyange mumitambo,+ haapiwi korona kunze kwokunge akwikwidza maererano nemirau yacho.
5 Zvakare, kana munhu achikwikwidza kunyange mumitambo,+ haapiwi korona kunze kwokunge akwikwidza maererano nemirau yacho.