Eksodho 16:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Vanakomana vaIsraeri pavakazviona, vakatanga kubvunzana, vachiti: “Chii ichi?” Nokuti vakanga vasingazivi kuti chaiva chii. Nokudaro Mosesi akati kwavari: “Ndicho chingwa chamapiwa naJehovha kuti mudye.+
15 Vanakomana vaIsraeri pavakazviona, vakatanga kubvunzana, vachiti: “Chii ichi?” Nokuti vakanga vasingazivi kuti chaiva chii. Nokudaro Mosesi akati kwavari: “Ndicho chingwa chamapiwa naJehovha kuti mudye.+