1 VaKorinde 10:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 sezvandiri kufadza vanhu vose muzvinhu zvose,+ ndisingatsvaki zvinondibatsira+ asi zvinobatsira vazhinji, kuti vaponeswe.+ 1 VaKorinde 13:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 haruzvibati zvisina kufanira,+ haruzvitsvakiri zvarwo,+ harutsamwi.+ Haruchengeti mafi.+ VaFiripi 2:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Nokuti vamwe vose vari kuzvitsvakira zvavanoda,+ kwete zviya zvaKristu Jesu.
33 sezvandiri kufadza vanhu vose muzvinhu zvose,+ ndisingatsvaki zvinondibatsira+ asi zvinobatsira vazhinji, kuti vaponeswe.+