1 VaKorinde 10:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Mumwe nomumwe ngaarege kuramba achitsvaka zvake oga,+ asi zvomumwe munhu.+ VaGaratiya 4:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Vanoshingairira kukutsvakai,+ kwete nenzira yakanaka, asi vanoda kukuvharirai kunze kuti murege kuva neni, kuti mushingairire kutsvaka ivo.+ 2 Timoti 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti Dhemasi+ akandisiya nokuti akada mamiriro+ ezvinhu epanguva ino, uye akaenda kuTesaronika; Kresenzi kuGaratiya,+ Tito kuDharimatiya.
17 Vanoshingairira kukutsvakai,+ kwete nenzira yakanaka, asi vanoda kukuvharirai kunze kuti murege kuva neni, kuti mushingairire kutsvaka ivo.+
10 Nokuti Dhemasi+ akandisiya nokuti akada mamiriro+ ezvinhu epanguva ino, uye akaenda kuTesaronika; Kresenzi kuGaratiya,+ Tito kuDharimatiya.