VaEfeso 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Saka zvinonzi: “Muka,+ haiwa iwe munhu akarara, muka kubva kuvakafa,+ uye Kristu achavhenekera+ pauri.” 1 VaTesaronika 5:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Naizvozvo, ngatiregei kuramba takarara+ sezvinoita vamwe vose,+ asi ngatirambei takamuka,+ takasvinura.+
14 Saka zvinonzi: “Muka,+ haiwa iwe munhu akarara, muka kubva kuvakafa,+ uye Kristu achavhenekera+ pauri.”
6 Naizvozvo, ngatiregei kuramba takarara+ sezvinoita vamwe vose,+ asi ngatirambei takamuka,+ takasvinura.+