RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 17:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Iye akati kwavari: “Nokuda kwokutenda kwenyu kuduku. Nokuti chokwadi ndinoti kwamuri, Kana muine kutenda kwakakura setsanga yemasitadhi, muchati kugomo iri, ‘Ibva pano uende apo,’ uye richabva, uye hapana chinhu chamuchatadza.”+

  • Ruka 17:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Ishe akabva ati: “Kudai maiva nokutenda kwakakura setsanga yemasitadhi, maizoti kumuhabhurosi uyu, ‘Dzupuka uzvisime mugungwa!’ uye iwo waizokuteererai.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe