Jeremiya 4:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Nokuti vanhu vangu mapenzi.+ Havana kundiziva.+ Ivo vanakomana vasina kuchenjera; uye havasi vaya vanonzwisisa.+ Vakachenjerera kuita zvakaipa, asi chokwadi havazivi kuita zvakanaka.+ VaRoma 16:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Nokuti kuteerera kwenyu kwakazivikanwa navose.+ Naizvozvo ndinofara pamusoro penyu. Asi ndinoda kuti muve vakachenjera+ pamusoro pezvakanaka, asi vasina mhosva+ pamusoro pezvakaipa.+
22 Nokuti vanhu vangu mapenzi.+ Havana kundiziva.+ Ivo vanakomana vasina kuchenjera; uye havasi vaya vanonzwisisa.+ Vakachenjerera kuita zvakaipa, asi chokwadi havazivi kuita zvakanaka.+
19 Nokuti kuteerera kwenyu kwakazivikanwa navose.+ Naizvozvo ndinofara pamusoro penyu. Asi ndinoda kuti muve vakachenjera+ pamusoro pezvakanaka, asi vasina mhosva+ pamusoro pezvakaipa.+