Revhitiko 23:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uti kwavari, ‘Kana mazosvika munyika yandichakupai, uye makohwa goho rayo, muuyewo nechisote chezvibereko zvokutanga+ zvegoho renyu kumupristi. VaKorose 1:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 uye iye ndiye musoro womuviri, iyo ungano.+ Ndiye wokutanga, dangwe kubva kuvakafa,+ kuti ave wokutanga+ muzvinhu zvose;
10 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uti kwavari, ‘Kana mazosvika munyika yandichakupai, uye makohwa goho rayo, muuyewo nechisote chezvibereko zvokutanga+ zvegoho renyu kumupristi.
18 uye iye ndiye musoro womuviri, iyo ungano.+ Ndiye wokutanga, dangwe kubva kuvakafa,+ kuti ave wokutanga+ muzvinhu zvose;