RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 15:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Nokuti zvinhu zvose zvakanyorwa kare zvakanyorerwa+ kuti tirayiridzwe,+ kuti nokutsungirira+ kwedu uye nokunyaradza+ kunobva muMagwaro, tive netariro.+

  • 2 VaTesaronika 2:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Zvakare, iye Ishe wedu Jesu Kristu naMwari Baba vedu, vakatida+ isu, vakatipa nyaradzo isingaperi netariro yakanaka+ nomutsa usina kukodzera kuwanwa,

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe