VaRoma 8:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Naizvozvo ndinoona kuti kutambura kuzhinji+ kwomwaka uno uripo hakumboenzaniswi nokubwinya+ kuchazoratidzwa matiri. 2 Timoti 2:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 kana tikaramba tichitsungirira, tichatongawo pamwe chete semadzimambo;+ kana tikaramba,+ iye achatirambawo;
18 Naizvozvo ndinoona kuti kutambura kuzhinji+ kwomwaka uno uripo hakumboenzaniswi nokubwinya+ kuchazoratidzwa matiri.
12 kana tikaramba tichitsungirira, tichatongawo pamwe chete semadzimambo;+ kana tikaramba,+ iye achatirambawo;