1 VaKorinde 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ndiri kunyora zvinhu izvi, kuti ndikurayirei sevana vangu vanodiwa,+ kwete kuti ndikunyadzisei.