10 Asi ndiri zvandiri nomutsa usina kukodzera kuwanwa+ waMwari. Mutsa wake usina kukodzera kuwanwa waakandiitira hauna kuva mutsa usina zvaunobatsira,+ asi ndakashanda kuvapfuura vose,+ kwete ini asi mutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari wandiinawo.+