VaRoma 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 watakagamuchira nokwaari mutsa usina kukodzera kuwanwa+ nouapostora+ kuti pave nokuteerera kunobva mukutenda pamusoro pezita rake pakati pemarudzi ose,+ Tito 1:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 1 Pauro, muranda+ waMwari uye muapostora+ waJesu Kristu ane kutenda kunoenderana nokutenda kwevanhu vakasarudzwa+ vaMwari uye zivo yakarurama+ pamusoro pechokwadi+ chinoenderana nokuzvipira kuna Mwari,+
5 watakagamuchira nokwaari mutsa usina kukodzera kuwanwa+ nouapostora+ kuti pave nokuteerera kunobva mukutenda pamusoro pezita rake pakati pemarudzi ose,+
1 Pauro, muranda+ waMwari uye muapostora+ waJesu Kristu ane kutenda kunoenderana nokutenda kwevanhu vakasarudzwa+ vaMwari uye zivo yakarurama+ pamusoro pechokwadi+ chinoenderana nokuzvipira kuna Mwari,+