VaGaratiya 4:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi zvino zvamakasvika pakuziva Mwari, kana kuti zvino zvamakasvika pakuzivikanwa naMwari,+ sei mava kudzokerazve kuzvinhu zvokutanga zvisina simba+ nezvisina basa,+ muchidazve kuva varanda vazvo?+
9 Asi zvino zvamakasvika pakuziva Mwari, kana kuti zvino zvamakasvika pakuzivikanwa naMwari,+ sei mava kudzokerazve kuzvinhu zvokutanga zvisina simba+ nezvisina basa,+ muchidazve kuva varanda vazvo?+