Johani 14:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Asi mubatsiri, iwo mudzimu mutsvene, uchatumirwa naBaba muzita rangu, iwoyo uchakudzidzisai zvinhu zvose nokukuyeuchidzai zvinhu zvose zvandakakuudzai.+ VaRoma 5:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 uye tariro haiiti kuti pave nokuora mwoyo;+ nokuti rudo rwaMwari+ rwakadururirwa mumwoyo medu+ nomudzimu mutsvene,+ watakapiwa.
26 Asi mubatsiri, iwo mudzimu mutsvene, uchatumirwa naBaba muzita rangu, iwoyo uchakudzidzisai zvinhu zvose nokukuyeuchidzai zvinhu zvose zvandakakuudzai.+
5 uye tariro haiiti kuti pave nokuora mwoyo;+ nokuti rudo rwaMwari+ rwakadururirwa mumwoyo medu+ nomudzimu mutsvene,+ watakapiwa.