1 Johani 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi munhu wose anochengeta shoko rake,+ chokwadi kuda Mwari kwakaitwa kwakakwana mumunhu uyu.+ Neizvi tinoziva kuti tiri pamwe naye.+ 2 Johani 6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Izvi ndizvo zvinoreva rudo,+ kuti tirambe tichifamba maererano nemirayiro yake.+ Uyu ndiwo murayiro wacho, sokunzwa kwamakaita kubvira pakutanga, kuti munofanira kuramba muchifamba maruri.+
5 Asi munhu wose anochengeta shoko rake,+ chokwadi kuda Mwari kwakaitwa kwakakwana mumunhu uyu.+ Neizvi tinoziva kuti tiri pamwe naye.+
6 Izvi ndizvo zvinoreva rudo,+ kuti tirambe tichifamba maererano nemirayiro yake.+ Uyu ndiwo murayiro wacho, sokunzwa kwamakaita kubvira pakutanga, kuti munofanira kuramba muchifamba maruri.+