1 Timoti 1:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 kunyange zvazvo kare ndaiva munhu anomhura nomutambudzi+ nomunhu aiita zvakaipa.+ Kunyange zvakadaro, ndakanzwirwa ngoni,+ nokuti ndakanga ndisingazivi+ uye ndakazviita ndisina kutenda.
13 kunyange zvazvo kare ndaiva munhu anomhura nomutambudzi+ nomunhu aiita zvakaipa.+ Kunyange zvakadaro, ndakanzwirwa ngoni,+ nokuti ndakanga ndisingazivi+ uye ndakazviita ndisina kutenda.