Zvirevo 24:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Usati: “Ndichamuitira sezvaakandiitira.+ Ndichatsiva mumwe nomumwe zvinoenderana nezvaakaita.”+ Jakobho 4:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Munochiva, asi hamuna chamuinacho. Munoramba muchiponda+ uye muchichochora,+ asi hapana chamunokwanisa kuwana. Munoramba muchirwa+ uye muchiita hondo. Hamuna chamuinacho nokuti hamukumbiri Mwari.
2 Munochiva, asi hamuna chamuinacho. Munoramba muchiponda+ uye muchichochora,+ asi hapana chamunokwanisa kuwana. Munoramba muchirwa+ uye muchiita hondo. Hamuna chamuinacho nokuti hamukumbiri Mwari.