Zvirevo 20:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Mukomana anoratidza kana basa rake rakachena uye kana rakarurama nezvaanoita.+ 1 VaKorinde 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 nokuti muchiri venyama.+ Pakati penyu zvapaine godo nokukakavadzana,+ hamusi venyama here uye hamusi kufamba sezvinoita vanhu here?+
3 nokuti muchiri venyama.+ Pakati penyu zvapaine godo nokukakavadzana,+ hamusi venyama here uye hamusi kufamba sezvinoita vanhu here?+