Ruka 16:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Asi Abrahamu akati, ‘Mwana, yeuka kuti wakagamuchira zvinhu zvako zvakanaka muupenyu hwako hwose zvakakwana, asi Razaro akagamuchirawo zvinhu zvinokuvadza. Zvisinei, iye zvino agere zvakanaka kuno asi iwe uri kurwadziwa.+ VaRoma 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Iye achaitira mumwe nomumwe maererano nemabasa ake:+
25 Asi Abrahamu akati, ‘Mwana, yeuka kuti wakagamuchira zvinhu zvako zvakanaka muupenyu hwako hwose zvakakwana, asi Razaro akagamuchirawo zvinhu zvinokuvadza. Zvisinei, iye zvino agere zvakanaka kuno asi iwe uri kurwadziwa.+